Taura

Jah Prayzah

Compositor: nubness. / valentino mate

Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Unenge usingandirangarire (taura)

Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)

Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)

Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)

Nemwoyo wangu unorwadza
Nechisuwo dhiya
Ndichinge ndiri kure kure
Ndiri kure newe

Misodzi yangu inoyerera
Nechisuwo dhiya
Ndichinge ndiri kure kure
Ndiri kure newe

Ndimirire ndichauya
Nerudo kadhiya nerudo
Ndimirire ndichauya
Nerudo kadhiya nerudo

Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yeraramo, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yehupenyu, kushandira ramangwana (ramangwana)
Inyaya yepundudzo, kushandira ramangwana (ramangwana)

Pandakatevera zvose zvaunotaura
Seshirikadzi mudiwa ndinoyeura
Rinobuda richinyura dhiya ndakatarisa
Handiore mwoyo ndichingoti uchauya

Pawakasvika musha wakaparara
Pawakasvika, mombe rufu yorira
Pawakasvika musha wakaparara
Pawakasvika, mombe rufu yorira

Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)
Une rudo here, chido chemwoyo? (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)

Mangwana, mangwana waenda (taura)
Zvaunenge usingandirangarire (taura)
Mutoro wakarema kudai (taura)
Usipo ndiani anganditsurire (taura)

Taura ndakaterera (taura)
Usingataure paumire (taura)

©2003- 2024 lyrics.com.br · Aviso Legal · Política de Privacidade · Fale Conosco desenvolvido por Studio Sol Comunicação Digital